Rudo rwaMwari Urwo Rwakaratidzwa Kuburikidza naJesu Kristu
Kwakanyorwa kunzi, “Hakuna munhu akatongoona Mwari, chero nguva ipi, mwanakomana akaberekwa mumwe oga, ari pachifuva chaBaba, ndiye akamuzivisa isu” (Johane 1:18).
Jesu akaratidza rudo rwaMwari kwatiri zvakakwanira sei! Jesu akatisunungura zvakakwanira sei! Evhangeri yemvura noMweya iZvokwadi yeruponeso yakakwanira sei! Hatina kumbofa takazvidemba pamusaka pekugamuchira ruponeso rwedu kuburikidza nekutenda kwedu kuna Jesu, uyo akauya nemvura uye neropa (1 Johane 5:6).
Ndinovimba kuti imi mose muchadavira kuna Jesu Kristu uyo akaratidza rudo rwaMwari, mugochengeta kutenda kurudo rwake mumoyo yenyu, uye mugorarama hupenyu hwenyu zuva nezuva nechinangwa chekugovera rudo irworwo. Ndinovimba kuti muchawana ropafadzo yekuregererwa kwechivi kuburikidza nekusangana naMwari neevhangeri yemvura noMweya.
Overview
Select a Delivery Option
Rudo rwaMwari urwo Rwakaratidzwa kuburikidza naJesu, Mwanakomana Mumwe Oga (I): Mharidzo Pamusoro peEvhangeri yaJohane (I)
1 Item Added to Bag 1 Item Added to Pickup